Sunday, 1 July 2007

MARI MUDZI WEZVIVI ZVOSE


Ndiani akaunza mari pasi pano
Mudzi wezvivi zvose
Ndiani akaunza mari pasi pano
Mudzi wezvivi zvose
Oh! please tell me
I wannah know
Oh! please tell me
I wannah know

Kana une mari, urimambo
Usina mari, urimuranda
Zvinhu zvaoma mazuvaano
Zvaakuda nyasha
Kuti urarame

Oh! please tell me
I wannah know
Mudzi wezvivi zvose

Ndinomukira kuenda kubasa mangwanani
I work my fingers
All the way to the bone
Asi kupera kwemwedzi
Hapana mari
Mari yerent inodiwa
Mari yechikafu inodiwa
Mari yebhazi kuenda kubasa inodiwa
Chingwa mazuvaose chinodiwa
Ini nemhuri yangu tinoda kupfeka
Kuti tionekere

Oh! please tell me
I wannah know
Mudzi wezvivi zvose

Oh! Mwari baba tibatsirei
Nyika yoparara pamusana pemari
Mhuri dzopesana pamusana pemari
Mbavha dzawanda pamusana pemari
People killing one onother pamusana pemari
Makokorokoza afarira kwose-kwose
Toita seiko? Todiniko?
Oooooh!

Oh! please tell me
I wannah know x2

Cost of living is getting higher
Armed robbery is getting higher
People killing one another
Coz of money, hatina mari
Can't afford to buy a house
Can't afford to buy a car
Can't afford to make a living
Ain't got nothing in my bank.... bank....bank...bank!!!

Oh! please tell me
I wannah know
Mudzi wezvivi zvose


Vamwe votizira mhiri kwamakungwa
Kwavanoshanda senhapwa
Vamwe voenda beyond the borders
Kwavanoshanda senhapwa
Vamwe voita zvengoda
Ooooooh!


Repeat tell me I wannah know

No comments yet