Friday, 25 January 2008
CHIDO CHEMOYO
Uchayeuka, musi watadana
Wakanditarisa
Ini ndikakutarisa
Pandakaona chimiro chako
ndikanzwa izwi rako
So strooong
Wakandiudza kuti unondida
Ini ndikabva ndati
CHORUS
Mudiwa ndinokuda
Uri chidochemoyo wangu
Honey ndinokuda
Nemoyo wose
Hapana mumwe kunze kwako
Ndofara ndiriwako
Wazadzikisa zvido zvangu
Handisisina kusuwa
Muhupenyu hwangu
Is it any wonder, no way
Yandichasiyana inini newe
Urichivaraidze chemoyo wangu
Chivheneko chezuva rangu
TO CHORUS
Tava nezvese zvatinoda muhupenyu
mwari vakatikomberera
Tava nevana vedu vana
Oh! my love I'm so proud
That I can say......
BACK TO CHORUS
No comments yet